Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Ungada Kushanyirwa Here?

Ungada Kushanyirwa Here?

Ungada Kushanyirwa Here?

Kunyange munyika ino ine matambudziko, zivo yakarurama yeBhaibheri yaMwari, yoUmambo hwake, uye yechinangwa chake chinoshamisa nokuda kwevanhu inogona kuita kuti ufare. Kana uchida mamwe mashoko kana kuti uchida kuti mumwe munhu akushanyire kuti azodzidza newe Bhaibheri usingabhadhari, tapota nyorera Jehovah’s Witnesses, P. Bag WG-5001, Westgate, Zimbabwe, kana kuti pakero yakakodzera pane dziri papeji 2.