Zviri Mukati
Zviri Mukati
April 15, 2008
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
May 26, 2008–June 1, 2008
Ramba ‘Zvinhu Zvisingakoshi Uye Zvisina Zvazvinobatsira’
PEJI 3
NZIYO DZICHAIMBWA: 48, 20
June 2-8, 2008
Tsvaka Kutungamirirwa naMwari Muzvinhu Zvose
PEJI 7
NZIYO DZICHAIMBWA: 131, 225
June 9-15, 2008
Vechiduku, Yeukai Musiki Wenyu Mukuru Iye Zvino
PEJI 12
NZIYO DZICHAIMBWA: 157, 183
June 16-22, 2008
Kuva Nemba Nokuva Mubereki Munguva Ino Yomugumo
PEJI 16
NZIYO DZICHAIMBWA: 24, 164
June 23-29, 2008
Chii Chinoita Kuti Upenyu Huve Nechinangwa?
PEJI 21
NZIYO DZICHAIMBWA: 214, 67
Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 3-11
Nyaya mbiri idzi dzokudzidza dzinotibatsira kuti tizive ‘zvinhu zvisingakoshi uye zvisina zvazvinobatsira,’ zvinhu zvinogona kutitadzisa kushumira Jehovha. Dzinoratidza ngozi dzinogona kutibata mumusungo, uye dzinotipa zvikonzero zvakawanda zvokuti titarise kuna Jehovha kuti atitungamirire muzvinhu zvose.
Nyaya Dzokudzidza 3, 4 MAPEJI 12-20
Nyaya yokutanga panyaya mbiri idzi inoratidza vechiduku kuti Bhaibheri ringavabatsira sei pavanenge vachida kuita zvisarudzo zvinochinja upenyu hwavo. Yechipiri yacho inovapa mazano akanaka anobva muMagwaro panyaya dzakadaro kuti zvii zvavanofanira kuyeuka pavanenge vachifunga nezvokuita imba kana kuti kuva nemhuri.
Nyaya Yokudzidza 5 MAPEJI 21-5
Nyaya yokudzidza yokupedzisira inokurukura bhuku raMuparidzi nenzira inoita kuti tide kufungisisa. Inotaura zvinhu chaizvo zvinokosha muupenyu, ichizvisiyanisa nezvinhu zvinokosheswa nenyika ino.
DZIMWEWO NYAYA:
Vanogara Kwavo Voga Asi Havana Kukanganwika
PEJI 25
PEJI 29
Shoko raJehovha Ibenyu—Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raJohani
PEJI 30