Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

May 15, 2008

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:

June 30, 2008–July 6, 2008

Tinofanira Kubata Sei Vamwe?

PEJI 3

NZIYO DZICHAIMBWA: 35, 62

July 7-13, 2008

Rambai Muchiita Zvakanaka

PEJI 7

NZIYO DZICHAIMBWA: 95, 145

July 14-20, 2008

Kununurwa noUmambo hwaMwari Kwava Pedyo!

PEJI 12

NZIYO DZICHAIMBWA: 181, 130

July 21-27, 2008

Sarudza Kushumira Jehovha Uchiri Muduku

PEJI 17

NZIYO DZICHAIMBWA: 157, 221

July 28, 2008–August 3, 2008

Fambira Mberi Pakunamata Nokutevedzera Muenzaniso waPauro

PEJI 21

NZIYO DZICHAIMBWA: 123, 129

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 3-11

MuMharidzo yake yepaGomo inozivikanwa zvikuru, Jesu akataura kuti zvinokosha kuva munhu munyoro, ane ngoni uye anoita kuti pave norugare. Akakurudzira vateveri vake kuti ‘vaite kuti chiedza chavo chivheneke’ uye akaratidza kuti tinofanira kubata sei vavengi vedu nevamwe.

Nyaya Yokudzidza 3 MAPEJI 12-16

Chimbofunga kuti ungatsanangura sei kuti nei tichida kununurwa zvikuru mazuva ano kupfuura kare. Ona kuti ungaziva sei kuti Jehovha ndiye Mununuri Mukuru woratidza vamwe kuti Umambo hwaMwari huchakurumidza sei kununura vanhu.

Nyaya Dzokudzidza 4, 5 MAPEJI 17-25

Nei vechiduku vachifanira kushumira Mwari? Vangabudirira here kurarama vakazvipira kuna Jehovha pasinei nokuti vamwe vangavaona sei? Mikana ipi yebasa yakavazarukira? Muenzaniso womuapostora Pauro ungabatsira sei vose vari muungano kuti vafambire mberi pakunamata? Mibvunzo iyi inokosha inokurukurwa munyaya mbiri idzi.

DZIMWEWO NYAYA:

Tsvaka “Utsvene Pakutya Mwari”

PEJI 26

Kurongwa Kwakaitwa Dare Rinodzora

PEJI 29

Shoko raJehovha Ibenyu​—⁠Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku reMabasa

PEJI 30