Zviri Mukati
Zviri Mukati
August 15, 2008
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
September 29, 2008–October 5, 2008
Jehovha Haazosiyi Vakavimbika Vake
PEJI 3
NZIYO DZICHAIMBWA: 114, 223
October 6-12, 2008
Isa Mwoyo Wako Pachinhu Chimwe Chete Kuti Urambe Wakavimbika
PEJI 7
NZIYO DZICHAIMBWA: 38, 8
October 13-19, 2008
Kudza Jehovha Nokuzvibata Zvine Chiremerera
PEJI 12
NZIYO DZICHAIMBWA: 48, 136
October 20-26, 2008
Jehovha Ane Hanya Zvechokwadi Nevashumiri Vake Vakwegura
PEJI 17
NZIYO DZICHAIMBWA: 58, 216
October 27, 2008–November 2, 2008
Uri Kutaura “Mutauro Wakachena” Uchitsetsenura Here?
PEJI 21
NZIYO DZICHAIMBWA: 78, 169
Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 3-11
Nyaya dzino dzinoongorora kukamurwa kwakaitwa madzinza aIsraeri kuva umambo hwokuchamhembe nehwokumaodzanyemba, uye dzinoratidza kuti Jehovha haasiyi vanhu vake vakavimbika. Dzinonyanya kusimbisa kuti tinofanira kuvimbika nomwoyo wose iye zvino kuitira kuti tisazokurirwa nemiedzo yokudisa pfuma kana kuti kuzvikudza.
Nyaya Yokudzidza 3 MAPEJI 12-16
Nyaya iyi inoratidza zvatinozoita kana tikakoshesa chiremerera chaMwari. Inoongorora zvatingadzidza nezvechiremerera pamabatiro aiita Jesu vamwe. Dzidzawo kuti tingaratidza sei chiremerera.
Nyaya Yokudzidza 4 MAPEJI 17-21
Dzidza kuona vaKristu vakwegura semaonerwo avanoitwa naJehovha. Cherechedza kuti Bhaibheri rinotibatsira sei kuremekedza ruzivo rwavo uye zvakaitika kwavari, kukoshesa manzwiro avanoita, uye kuvabatsira kuramba vachishingaira pakunamata.
Nyaya Yokudzidza 5 MAPEJI 21-25
Achishandisa muprofita wake Zefaniya, Jehovha akati: “Ndichaita kuti marudzi achinjire kumutauro wakachena.” (Zef. 3:9) Dzidza kuti “mutauro wakachena” chii. Ona kuti ungaita matanho api kuti uugone. Uye ona kuti ungataura sei mutauro uyu wakasiyana nemimwe kuti urumbidze Jehovha.
DZIMWEWO NYAYA:
PEJI 26
PEJI 29
Mamishinari Anofananidzwa Nemhashu
PEJI 30