Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

September 15, 2008

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:

November 3-9, 2008

Jehovha​—⁠“Mupukunyutsi” Panguva Yainyorwa Bhaibheri

PEJI 3

NZIYO DZICHAIMBWA: 74, 44

November 10-16, 2008

Jehovha “Mupukunyutsi” Wedu

PEJI 7

NZIYO DZICHAIMBWA: 153, 3

November 17-23, 2008

Imba Yenyu Ngairambe Iri “Tambo Yakakoswa Netambo Nhatu”

PEJI 16

NZIYO DZICHAIMBWA: 117, 173

November 24-30, 2008

Ramba “Mudzimu Wenyika”

PEJI 20

NZIYO DZICHAIMBWA: 10, 191

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 3-11

Nyaya idzi dziri mbiri dzinobva muna Pisarema 70. Imomo tinowana mashoko okuti Jehovha “Mupukunyutsi.” Nyaya dzacho dzinoongorora kuti Jehovha aipukunyutsa sei vashumiri vake makarekare uye ari kuzviita sei iye zvino.

Nyaya Yokudzidza 3 MAPEJI 16-20

Zvinogona kuomera vanhu vakaroorana kuramba vakabatana mazuva ano, kunyange vose vachishumira Jehovha. Nyaya ino ine mazano anoshanda okuti vaKristu vangaramba sei vaina Mwari mumba mavo, uye kuti vangaita sei kana zvinhu zvaoma.

Nyaya Yokudzidza 4 MAPEJI 20-24

Pane chisarudzo chatinofanira kuita: Toedza kugamuchira mudzimu mutsvene waMwari here tichibvuma kuti utishandise, kana kuti tobvumira mudzimu wenyika kuti utitonge? Nyaya ino inoongorora mativi ose, ichitibatsira kusarudza zvinozoita kuti tifare.

DZIMWEWO NYAYA:

Wedzera Zivo Yakarurama “Nepfungwa Dzinoda Kwazvo”

PEJI 12

Kuparidza Pamisika

PEJI 25

Tevedzera Jesu​—⁠Namata Mwari ­Nenzira Yaanoda

PEJI 26

Shoko raJehovha Ibenyu​—⁠Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorerwa VaTesaronika uye Timoti

PEJI 29

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

PEJI 32