Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

March 15, 2009

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:

May 4-10, 2009

Maziso Ako Ngaarambe Ari Pamubayiro

PEJI 11

NZIYO DZICHAIMBWA: 222, 15

May 11-17, 2009

“Svinurira”

PEJI 15

NZIYO DZICHAIMBWA: 199, 129

May 18-24, 2009

Jehovha Akakodzera Kurumbidzwa Nesu Tose

PEJI 20

NZIYO DZICHAIMBWA: 136, 169

May 25-31, 2009

Vakarurama Vacharumbidza Mwari Nokusingaperi

PEJI 24

NZIYO DZICHAIMBWA: 48, 165

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 11-19

Nyaya mbiri idzi dzakatevedzana dzinotiyeuchidza kuti nei zvichikosha kuti maziso edu arambe ari pamubayiro watinovimbiswa naMwari. Sezvatichakurukura zvinhu zvinoshamisa zvichaitika mune remangwana, tichakurudzirwa kuramba takasvinura.

Nyaya Dzokudzidza 3, 4 MAPEJI 20-28

Nyaya idzi dzinoongorora Mapisarema 111 ne112, ayo ane mashoko anopindirana. Cherechedza kuti Pisarema 111 rinorumbidza Jehovha nokuda kwemabasa ake anoshamisa uye zvaari. Pisarema 112 rinoratidza kuti mabasa makuru aJehovha anofanira sei kuita kuti titye kuita zvisingamufadzi uye tide kutevedzera zvaari zvakaisvonaka.

DZIMWEWO NYAYA:

‘Ngirozi yaJehovha Inodzika Musasa Ichitikomba’

PEJI 3

Haufaniri Kukanganwa Jehovha

PEJI 6

Ungaramba Sei Uchitsungirira Muushumiri?

PEJI 29

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

PEJI 32