Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

November 15, 2009

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:

December 28, 2009–January 3, 2010

Minyengetero Yako Inoratidzei Nezvako?

PEJI 3 NZIYO DZICHAIMBWA: 67, 13

January 4-10, 2010

Vandudza Minyengetero Yako Nokudzidza Bhaibheri

PEJI 7 NZIYO DZICHAIMBWA: 56, 57

January 11-17, 2010

Koshesa Nzvimbo Yako Muungano

PEJI 13 NZIYO DZICHAIMBWA: 53, 48

January 18-24, 2010

Rudo Rwenyu Sehama Ngarwurambe Rwuchiwedzera

PEJI 20 NZIYO DZICHAIMBWA: 25, 73

January 25-31, 2010

Kuratidza Tsika Dzakanaka Sevashumiri vaMwari

PEJI 24 NZIYO DZICHAIMBWA: 34, 72

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

Nyaya Dzokudzidza 1, 2 MAPEJI 3-11

Nyaya yokutanga pambiri idzi ichakubatsira kuongorora minyengetero yaunopa kuna Jehovha. Yechipiri ingangokubatsira kuwana nzira dzaungavandudza nadzo minyengetero yako nokuti inokurudzira kuti unyatsoongorora mashoko okuteterera uye okurumbidza nokuonga ari muBhaibheri.

Nyaya Yokudzidza 3 MAPEJI 13-17

SevaKristu, mumwe nomumwe wedu ane nzvimbo yake muurongwa hwaJehovha hwokunamata kwechokwadi. Nyaya ino inokurukura nzira dzakasiyana-siyana dzatingaratidza nadzo kuti tinokoshesa nzvimbo yedu muungano yechiKristu.

Nyaya Dzokudzidza 4, 5 MAPEJI 20-29

Kuti ungano ibatane, zvinokosha kuti tidanane sehama. Uye kuva netsika dzakanaka kunobatsira chaizvo muushumiri hwechiKristu. Nyaya idzi dzinoratidza kuti tingasimbisa sei zvinhu zviviri izvi muupenyu hwedu.

DZIMWEWO NYAYA:

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

PEJI 12

Kupa Nomufaro Zvichibva Pamwoyo

PEJI 18

Kasikana Kane Rupo

PEJI 29

Farira Matsi Dzaunonamata Nadzo!

PEJI 30