Indekisi ya2010 Yenyaya dzeNharireyomurindi
Indekisi ya2010 Yenyaya dzeNharireyomurindi
Pano pari kuratidza magazini inowanika nyaya yacho
BHAIBHERI
Akatanga Kubudisa Mabhuku Anotsigira Kubudiswa, 7/1
Ezekieri 18:20 Haipesani naEksodho 20:5, 3/15
IShoko raMwari Rakafuridzirwa Here? 3/1
Kuvimba Nemabhuku eEvhangeri, 3/1
Nei Mateu Akati Mashoko Ari Mubhuku raZekariya ndeaJeremiya 12/1
Rinochinja Upenyu Hwevanhu, 2/1, 5/1, 8/1, 11/1
Rinotiudza Zvose nezvaJesu? 4/1
Uprofita Hunotaura Nezvenyika yeIsrael Here? 11/1
Zvinhu Zvinomwe Zvinobatsira Pakuverenga, 7/1
DZIMWEWO NYAYA
“Achikura Jehovha Ainaye” (Samueri), 10/1
Akanyengetera Achidurura Mwoyo Wake (Hana), 7/1
Ane Maperembudzi Anoporeswa (Naamani), 11/1
Aroni Haana Kurangwa Paakaumba Mhuru, 5/15
Bharisamu yokuGiriyedhi, 6/1
Chakavanzika Chaunogona Kuudzawo Vamwe, 12/1
Chivi, 6/1
Doro—Mwari Anoriona Sei? 1/1
Dzidziso dzaCalvin, 9/1
Dzimba Dzavaigara (vaKristu vepakutanga), 1/1
Harani—Guta Rekare, 5/15
Kaini Akawanepi Mudzimai? 9/1
Kuenda Kurutivi Ruri Kure Rwenyika, 11/1
Kufamba Nengarava Kwaiva Nengozi Zvikuru, 2/1
“Kufora Kwokukunda” (2VaK 2:14-16), 8/1
Kureurura Zvivi, 9/1
Kusawirirana kwevaJudha nevaSamariya, 10/1
Kutaura Nendimi, 10/1
Magedhi Eguta, 6/1
Maguta Okupotera Nzvimbo Dzaivanda Matsotsi? 11/1
Mako—‘Anobatsira Pakushumira,’ 3/15
Maonero Aiita vaKristu Vanamwari veRoma, 5/15
Masinagogi, 4/1
Masvosve Anogadzirira Zvokudya Muzhizha? 7/1
‘Mavanga Okuva Muranda waJesu’ (VaG 6:17), 11/1
Mudiri Wamambo, 7/1
Mudzimu Mutsvene, 10/1
Mugumo Wava Pedyo Here? 8/1
Mugwagwa Wakashandiswa naPauro (Via Appia), 1/1
Munhu Akasikwa Semwanakomana waMwari, 3/1
Mwanakomana Wedangwe, 5/1
Ndarama yokuOfiri, 6/1
Ndinofanira Kuva Nechitendero Chandinopinda Here? 11/1
Ngwarira Kunyengerwa, 9/1
Nyama Yakabayirwa Kuzvidhori, 10/1
Nyeredzi Dzinoratidza Zvichaitika Here? 6/1
Nyika Ichaguma Here? 1/1
Nzendo Dzekare Dzengarava, 3/1
‘Nzvimbo Dzakakwirira,’ 8/1
Paradhiso Inotaurwa muBhaibheri Iri Kupi? 12/1
Puranga Rokunyorera (Ru 1:63), 1/1
Ribheka, 2/1
Sei Vanhu Vachiita Zvakaipa? 9/1
Tubhokisi Twaiva Nemagwaro, 5/1
Umambo Huchachinja Pasi Rose, 10/1
Utatu, 2/1
“Vaiita Mabasa Epamba” (Tit 2:5), 2/1
Vakafa Vanogona Kubatsira Vapenyu? 1/1
‘Vanhu Vaizongorarama Makore 120’ (Ge 6:3), 12/15
Vanhu vomuBhaibheri Vairarama Makore Akawanda Kudaro? 12/1
Vanhu Vose Vakanaka Vanoenda Kudenga Here? 2/1
Vanyori Vaizviti vaKristu, 6/1
“Varume Vaiva Nemapanga” (Mab 21:38), 3/1
‘Waini Itsva, Hombodo Tsaru’ (Ru 5:37, 38), 3/1
Zvinwiwa Zvinodhaka Munguva Inotaurwa muBhaibheri, 2/1
Zvisikwa Zvomudzimu 12/1
Zvokudya Nezviwanikwa Zvinokwana? 3/1
JEHOVHA
“Achaita Kuti Umuwane” (1Mak 28:9), 11/1
Akarwisa vaKenani, 1/1
Ane Paakatangira Here? 7/1
Anoita Zvaanovimbisa, 1/1
Anombodemba Here? 2/1
Anonzwa Kuchema Kweanotambudzika, 11/15
‘Anoona Zvakaita Mwoyo,’ 3/1
Anotiremekedza Nokutipa Rusununguko, 9/1
Anotsvaka Zvakanaka, 7/1
Anoziva Mwoyo, 12/1
Haadi Kuti Upinde Munjodzi, 4/15
Haasaruri, 9/1
Kuvimbika, 6/1
Mukana Wakaenzana Wokuziva? 8/1
“Munzwi Womunyengetero,” 10/1
Mwari Haasisina Hanya Nesu? 5/1
‘Mwoyo Wakaputsika, Wakapwanyika,’ 5/1
Nei Achipa Chipo Choupenyu Husingaperi? 1/1
“Simudza Mwanakomana Wako” (akamutswa), 8/1
‘Umambo Hwako Huchasimba’ (Dhavhidhi), 4/1
Unobvuma Kuti Akubvunze Here? 4/15
Unomuona saBaba Vako Here? 2/15
Zita Mutemberi yokuIjipiti, 5/1
Ziva Mwari Nezita? 7/1
JESU KRISTU
Aiva Noukama naJohani Mubhabhatidzi? 9/1
Aiva Noukama Nevaapostora Here? 9/1
Akadzidza Kuteerera, 4/1
Akararama Zvechokwadi, 4/1
Chakaita Kuti Asamhanya-mhanya, 8/1
Haana Kuita Zvematongerwo Enyika, 7/1
Kudzidzisa Nezvokufara, 8/1
Kutevera Kwatingaita, 5/1
Mashoko Enhema Uye Echokwadi, 4/1
Munhu Akachinja Nyika, 4/1
Muvezi, 8/1
Nei Akanzi Kristu, 4/1
Nei Akarambwa, 12/1
Ngirozi Huru Mikaeri? 4/1
Vanhu Vakanyora Nezvake, 6/1
Varume Vakachenjera Vakauya Kuzomuona, 12/1
Zvatinodzidza Nezvengirozi, 11/1
Zvatinodzidza Nezvokunamata Kwechokwadi, 2/1
Zvivi Zvomukadzi Zvinokanganwirwa, 8/15
NYAYA DZOKUDZIDZA
Basa Romudzimu Mutsvene Pakuzadzisa Chinangwa chaJehovha, 4/15
Boka Rimwe, Mufudzi Mumwe, 3/15
Famba Maererano Nomudzimu Urarame Somunhu Akazvitsaurira, 3/15
Hama—Dyarai Nokuda Kwomudzimu! 5/15
Imbirai Jehovha! 12/15
“Ino Ndiyo Nguva Yakakodzera Chaizvo,” 12/15
Ita Kuti “Mutemo Womutsa Worudo” Uchengetedze Rurimi Rwako, 8/15
Jehovha Ndiye Changamire Ishe Wedu! 11/15
Komborerwa Nokutevera Mambo Anotungamirirwa Nomudzimu waMwari! 12/15
Kubatana kwevaKristu Kunokudza Mwari, 9/15
Kubhabhatidzwa Muzita Raani Uye Rei? 3/15
Kuponeswa Kwatinoitwa Norudzikinuro, 8/15
Kuratidza Kunoita Jesu Kuti Mwari Akarurama, 8/15
Kutaura Nenyasha Kunoita Kuti Vanhu Vanzwanane, 6/15
Kutonga kwaJehovha Kwaratidza Kuti Kwakarurama! 1/15
Kutonga kwaSatani Hakumbofi Kwakabudirira, 1/15
Kuva Munhu waJehovha—Mutsa Usina Kukodzera Kuwanwa, 1/15
“Mudzimu Nomwenga Vanoramba Vachiti: ‘Uya!’” 2/15
‘Mudzimu Unoongorora Zvinhu Zvakadzama zvaMwari,’ 7/15
“Munofanira Kuva Vanhu Vorudzii!” 7/15
“Mutungamiriri Wenyu Mumwe Chete, Iye Kristu,” 9/15
“Ndiani Akasvika Pakuziva Pfungwa dzaJehovha?” 10/15
Ndiani Anganunura Vaya Vari Kuchemera Kubatsirwa? 8/15
Nei Uchifanira Kuzvitsaurira Kuna Jehovha? 1/15
“Ramba Uchikunda Zvakaipa” Nokudzora Hasha, 6/15
Ramba Uchivaka Ungano, 6/15
Rambai Muchitanga Kutsvaka “Kururama Kwake,” 10/15
Ratidza Kuti Uri Muteveri Chaiye waKristu, 1/15
Rega Kutarira Zvinhu Zvisina Zvazvinobatsira! 4/15
Sei Vakadzi Vachifanira Kuzviisa Pasi Pemisoro Yavo? 5/15
Shanda Nesimba Mukukohwa Kukuru Kuri Kuitwa, 7/15
Shandisa “Bakatwa Romudzimu” Nounyanzvi 2/15
Shingairira Kunamata Kwechokwadi, 12/15
‘Taura Shoko raMwari Noushingi,’ 2/15
Tichafamba Nokuperera Kwedu! 11/15
Tinokugamuchirai Kunzira Yakanakisisa Youpenyu! 2/15
Tsvaka Chikomborero chaJehovha Nemwoyo Wose, 9/15
Unoitawo Chimwe Chinhu Pamisangano yechiKristu Kuti Ivake Here? 10/15
Unotanga Iwe Here Kukudza Vamwe vaKristu? 10/15
Uri Kutevera Kristu Zvizere Here? 4/15
Usashungurudza Mudzimu Mutsvene waJehovha, 5/15
“Vakarurama Vachapenya Zvakajeka Sezuva,” 3/15
Vanamati Vechokwadi Vanoonekwa Nokubatana Kwavo, 9/15
Varume, Munozviisa Pasi Pomusoro Wenyu Kristu? 5/15
Vechiduku—Muri Kuronga Kuitei Noupenyu Hwenyu? 11/15
Vechiduku—Rambai Kufurirwa Nevezera Renyu, 11/15
Vechiduku—Tungamirirwai neShoko raMwari, 11/15
Vechiduku—Simbisai Chido Chenyu Chokushumira Jehovha, 4/15
Zorodzwa Nokunamata, 6/15
Zvichabudiswa Pachena Nezuva raJehovha, 7/15
Zvichengetedze Nokuramba Uri Pakati Pevanhu VaMwari, 6/15
Zviri Kuitwa Nomutungamiriri Wedu Nhasi, 9/15
NYAYA DZOUPENYU
Chokwadi cheBhaibheri Chine Simba (V. Fraese), 12/15
Kuramba Ndakabatikana Musangano raJehovha (V. Zubko), 10/15
Kushumira Panguva Yokuwedzera (H. Harris), 9/15
Kutsungirira Kwakasimbisa Chivimbo (A. Dello Stritto), 4/15
Mwari “Muiti Wezvinhu Zvikuru” (M. Raj), 12/1
Vimba naJehovha (E. Schmidt), 9/1
‘Zvinhu Zvavakaita Zvakaenda Navo’ (T. Jaracz), 11/15
UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU
Akadzidza Kukanganwira (Petro), 4/1
Akanga Akatendeka Paakasangana Nemiedzo (Petro), 1/1
Batsirai Vana Kukunda Matambudziko, 1/15
Batsirai Vechiduku Vazive Zvakaita Sangano raJehovha, 10/15
Chirikadzi Nevarume Vakafirwa, 5/1
Gore Rokutanga Maroorana, 8/1
Haadi Kuti Upinde Munjodzi, 4/15
Itai Kuti Vana Venyu Vafarire Kuverenga Nokudzidza, 7/15
‘Ivai Vakakwana saBaba Venyu Vokudenga,’ 11/15
Kana Wawakaroorana Naye Aputsa Chirangano, 6/15
“Kodzero Yemwana Yokunamata,” 2/15
Kubatsira Shamwari Iri Kurwara, 7/1
Kubhabhatidzwazve, 2/15
Kudza Mwari Zuva Rimwe Nerimwe, 1/15
Kudzidza Tsitsi dzaMwari (Jona), 3/1
Kugara Nevamwe Vanhu Muimba Imwe Chete, 2/15
Kukudza Vakwegura, 5/15
Kukurira Kunzwa Usina Zvaunobatsira, 10/1
Kupa Zvikonzero, 10/15
Kupepa Hama Yako Inorwara, 5/15
Kuramba Tichifarirwa naMwari Pasinei Nokuchinja Kwezvinhu, 3/15
Kurera Vana Musingavayemedzi, 5/1
“Kusvikira Taparadzaniswa Nerufu,” 3/1
Kuvimbika Nguva Dzose, 3/1
Kuwana Shamwari Dzakavimbika, 7/1
Mubereki Anorera Vana Ari Oga, 12/1
Munyengetero, 10/1
Murume Aizvininipisa Akashinga (Jona), 1/1
Mwana Wenyu Angapindura Kutii? 12/15
Nyaradza Vakafirwa, 11/1
‘Ramba Uchishingairira Kudzidzisa,’ 7/15
Ramba Kungoita Gundamusaira, 8/15
Ramba Uchirovedza Simba Rako Rokunzwisisa, 5/15
Ramba Uine “Mwoyo Wakachena,” 3/15
Taura Nevana Vako Nyaya Dzebonde, 11/1
Tsigira Zvaunotenda! (Jeremiya), 5/1
Unganzi Hauna Kutendeseka Here? 6/1
Unofanira Kuchengeta Sabata Here? 2/1
Usateerere Mashoko aSatani, 2/15
“Usatya. Ini Ndichakubatsira,” 7/15
Vanaamwene, Vanaambuya Nemadzitezvara, 2/1
Zvakanakirei Kubata Nguva? 8/15
Zvinoita Kuti Ugutsikane, 11/1
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Bhuku Rinobatsira Vechiduku (Vechiduku, Bhuku 2), 2/15
Bulgaria, 9/15
‘Chinopiwa chaJehovha’ (zvipo), 11/15
Chirangaridzo, 3/1
Dzimba dzoUmambo, 5/1
Grenada, 9/1
Haiti, 12/1
Hakuna Anonzi Achembera Zvokutadza Kushumira Mwari (Spain), 12/15
Kungwarira (Finland), 7/15
Kupedza Kudzidza KuGiriyedhi, 2/1, 8/1
Munhu Wose Ari Kukokwa (Bheteri), 8/15
Musangano Wepagore, 6/15
Papua New Guinea, 3/1
‘Rinondibatsira Kutaura Nevanhu’ (bhuku rinonzi Nations), 10/15
South Africa, 6/1
Zvinoporesa Here? 10/1
Zvinotii Nezvokuwadzana Nemamwe Machechi? 6/1
Zvitsuwa Zviri Kuchamhembe kweAustralia, 5/1