Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

Zviri Mukati

June 15, 2011

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:

August 1-7, 2011

Pane Mashoko Akanaka Anofanira Kuzivikanwa Nevanhu Vose

PEJI 7

NZIYO DZICHAIMBWA: 47, 101

August 8-14, 2011

Mwari Anoratidza Rudo Rwake Kwatiri

PEJI 11

NZIYO DZICHAIMBWA: 18, 91

August 15-21, 2011

“Fudzai Boka raMwari Ramunotarisira”

PEJI 20

NZIYO DZICHAIMBWA: 42, 84

August 22-28, 2011

Remekedzai “Vaya Vari Kushanda Nesimba Pakati Penyu”

PEJI 24

NZIYO DZICHAIMBWA: 123, 53

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 7-15

Mubhuku raVaRoma, muapostora Pauro akataura nezvemamwe “mashoko akanaka” ane chokuita nevanhu vose vari panyika, avo vane chivi. Ndeapi iwayo, uye ungabatsirwa sei ne“mashoko akanaka” aya? Nyaya mbiri idzi dzichadzamisa kunzwisisa uye kutenda kwaunoita chibayiro chaJesu uye rudo rwawakaratidzwa naMwari achichishandisa.

NYAYA DZOKUDZIDZA 3, 4 MAPEJI 20-28

Nyaya idzi dzinoratidza kuti vakuru vangawedzera sei kukoshesa kwavanoita basa ravo rokufudza. Dzinokurukurawo kuti ungano ingaratidza sei kuti inoremekedza vakuru.

DZIMWEWO NYAYA

3 Vechiduku Vanofanira Kubhabhatidzwa Here?

16 Ichokwadi Here Kuti Abrahamu Aiva Nengamera?

18 ‘Uya Nemipumburu, Kunyanya Iya Yematehwe’

29 Ungaita Sei “Kuti Nzira Yako Ibudirire”?