Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Indekisi ya2011 Yenyaya dzeNharireyomurindi

Indekisi ya2011 Yenyaya dzeNharireyomurindi

Indekisi ya2011 Yenyaya dzeNharireyomurindi

Inoratidza magazini inowanika nyaya yacho

BHAIBHERI

Nguva Dzezuva, 5/1

Olivétan—“Mushanduri Anozvininipisa,” 9/1

Parakanyorwa, 6/1

Rinochinja Upenyu Hwevanhu, 2/1, 4/1, 5/1, 7/1, 8/1, 10/1, 11/1

Unonyatsofarira Shoko raMwari Here? 5/15

Uprofita hweBhaibheri Hutanhatu, 5/1

Vanyori Vaivapo paPendekosti 12/1

Zamora Aida Kunyora Zvakarurama, 12/1

Zvevechiduku, 1/1, 3/1, 5/1, 7/1, 9/1, 11/1

DZIMWEWO NYAYA

Abrahamu Aiva Nengamera? 6/15

Abramu Angadaro Aigara Muimba Yakadini? 1/1

Akabvuma Kunyaradzwa (Eriya), 7/1

Bhaibheri Rinotii Panyaya Dzebonde? 11/1

Bharabhasi, 4/1

Chii Chinonzi Amagedhoni? 9/1

Gehena Inzvimbo Inopisirwa Vanhu Here? 4/1

Haana Kukanda Mapfumo Pasi (Samueri), 1/1

Imhosva Dzaiita Kuti Munhu Aurawe, 4/1

Jehu Aishingairira Kunamata, 11/15

Jerusarema Rakaparadzwa Rini? 10/1, 11/1

Kubhabhatidzwa Kwevacheche, 10/1

Kubheja, 3/1

Kudzivirira Vanhu vaMwari (Esteri), 10/1

Kugara kwaPetro Nomusukuti Wematehwe, 6/1

Kugara Nhaka, 3/1

Kunhonga Zvisaririra, 2/1

“Kuramba Uchikava Zvibayiso” (Mab. 26:14), 8/1

Kurarama Nokusingaperi Kuchafinha Here? 5/1

Kurarama Zvinoenderana Nehomwe Yako, 6/1

Kuziva Nguva Kana Hwava Usiku, 8/1

Mari (Nguva Dzainyorwa Bhaibheri), 5/1

Mari Yaishandiswa Patemberi, 11/1

“Mashoko Akanaka oUmambo,” 3/1

Mazita Pazvisimbiso Zvekare-kare, 5/1

Miti Yemiorivhi Yaikosheswa, 10/1

“Mukadzi, Nevakadzi Vazhinji” (Mup. 2:8), 3/15

Munda weEdheni, 1/1

Munhu Anodiwa Nomwoyo waJehovha, 9/1

Murume wokuEast Asia, 1/1

Mutambo Wokutsaurira (Joh. 10:22), 9/1

“Ndakatenda” (Marita), 4/1

Ndiani Angadudzira Uprofita? 12/1

Nei Mosesi Akatsamwira Vanakomana vaAroni? (Revh. 10:16-20), 2/15

Nei Satani Akashandisa Nyoka? 1/1

Nei Soromoni Akatenga Matanda Okuvakisa? 2/1

Njodzi Dzinongoitika Dzoga 12/1

Nyika Icharamba Iripo Here? 12/1

“Nyika Inoyerera Mukaka Nouchi,” 3/1

Nyika Iri Kumbotongwa Naani? 9/1

Papa Ndiye ‘Mutsivi waPetro’ Here? 8/1

‘Shinda Yeruvara Rutsvuku,’ 12/1

Tariro Yokuti Vakafa Vachamutswa, 6/1

Umambo hwaMwari Chii? 7/1

Umambo hwaMwari Mwoyo Wako? 3/1

Ungaziva Sei Kunamata Kwechokwadi? 8/1

Upenyu Hune Chinangwa, 7/1

Urombo Huchapera, 6/1

‘Uya Nemipumburu Yematehwe,’ 6/15

Vaapostora Vatakure Midonzvo? 3/15

Vaichinja Mari, 10/1

VaKristu Vose Vanoenda Kudenga? 6/1

Vatungamiriri VechiJudha Vaiona Sei Vanhu? 7/1

“Veimba yaKesari” (VaF. 4:22), 3/1

Wagadzirira Zuva Rinonyanya Kukosha Pagore? 2/1

Zita Rokuti Kesari, 7/1

Zvaiitwa neVaIsraeri Kuti Vagare Vaine Mvura, 1/1

“Zvirimwa” Zvomunyika Yakanaka, 9/1

Zvivako zvaMambo Nebhukadhinezari, 11/1

JEHOVHA

Aiziva Kuti Adhamu naEvha Vaizotadza? 1/1

Akasika Dhiyabhorosi? 3/1

Ane Hanya Newe Here? 1/1

Ane rumwe rudzi rwaanoda here? 7/1

Ane Sangano Here? 6/1

Ari Pose Pose Here? 8/1

Chinangwa Nokuda Kwenyika, 4/1

Kudzidza Kubva Kuna Mwari, 1/1

Mitemo Inotibatsira 11/1

Mitemo Inotungamirira Zvinhu, 7/1

Mwari Ndiani? 2/1

Nei Achibvumira Zvakaipa, Kutambura? 5/1

Nhema Shanu Dzinofumurwa! 10/1

Sei akasarudza zvihuta? 9/1

Swedera Pedyo naMwari, 1/1, 2/1, 3/1, 4/1, 5/1, 6/1, 7/1, 8/1, 9/1, 10/1, 11/1, 12/1

Vana Vanofanira Kudzidziswei? 8/1

Zita Riri Pamadziro (Switzerland), 1/15

JESU KRISTU

Akafira paMuchinjikwa? 3/1

“Iwe Ndiwe Wazvitaura,” 6/1

Jesu Kristu Ndiani? 3/1

Kutevera Kristu, 5/15

Kutongwa, 4/1

Kwaakabva; Mararamiro; Chaakafira, 4/1

Nguva Yaakarovererwa, 11/15

Uprofita Hunotaura nezvaMesiya, 8/15

NYAYA DZOKUDZIDZA

Batsira Varume Kuti Vafambire Mberi, 11/15

“Chibereko Chomudzimu” Chinokudza Mwari, 4/15

Dzidzisai Vamwe Kuti Vakwanise Kushumira, 11/15

“Fudzai Boka raMwari Ramunotarisira,” 6/15

Garai Makagadzirira! 3/15

‘Haiwa, Uchenjeri hwaMwari Hwakadzama Sei!’ (VaR. 11), 5/15

Ida Kururama Nemwoyo Wako Wose, 2/15

Ita Zvisarudzo Zvinokudza Mwari, 4/15

Jehovha Anokuda—Uchafamba Sezvaari Kukurayira Here? 7/15

Jehovha Anokuziva Here? 9/15

Jehovha Ari Kutinyevera Zvakajeka, 7/15

Jehovha ndiMwari “Anopa Rugare,” 8/15

Jehovha Ndiye Mugove Wangu, 9/15

Kufarirwa naMwari Kunoita Kuti Tizowana Upenyu Husingaperi, 2/15

Kushanda Kwakaita Mudzimu Mutsvene! 2/15

Kushumira Jehovha Tisingarerutsi Zvinhu, 4/15

Kuti Uwane Upenyu Norugare, Famba Maererano Nomudzimu, 11/15

Kutungamirirwa Nomudzimu waMwari Muzana Remakore Rokutanga Uye Nhasi, 12/15

Kuvimba naJehovha Zvakakwana, 5/15

Mazano Okuchenjera Kune Vari Muwanano, 10/15

Mhanya Nhangemutange Nokutsungirira, 9/15

“Mhanyai . . . Kuti Muuwane,” 9/15

Mhuri dzechiKristu—‘Rambai Makamuka,’ 5/15

Mhuri dzechiKristu—“Rambai Makagadzirira,” 5/15

Muenzaniso Wakanaka Kwauri Here Kana Kuti Inyevero? 12/15

Mwari Anoratidza Rudo Rwake Kwatiri, 6/15

Ndiani Waunonyanya Kukoshesa Muupenyu? 5/15

Nei Tichifanira Kutungamirirwa Nemudzimu waMwari? 12/15

‘Nyaradza Vose Vanochema,’ 10/15

Nyatsoshandisa Nguva Yaunenge Usina Kuroora Kana Kuroorwa, 1/15

Pane Mashoko Akanaka Anofanira Kuzivikanwa, 6/15

“Potera Muzita raJehovha,” 1/15

Ramba Wakamuka Sezvakaita Jeremiya, 3/15

Remekedzai “Vaya Vari Kushanda Nesimba” 6/15

Remekedzai Imba Yenyu Sechipo, 1/15

Tinopiwa Simba Rokukunda Chero Miedzo, 1/15

Tinopiwa Simba Rokukunda Miedzo, 1/15

Tungamirirwa Nomudzimu waMwari, 3/15

Unovenga Kusateerera Mutemo Here? 2/15

Uri Kubvumira Mudzimu waMwari Kuti Ukutungamirire Here? 4/15

Uri Kuita Kuti Jehovha Ave Mugove Wako Here? 9/15

‘Usavimba Nokunzwisisa Kwako,’ 11/15

“Vagari Venguva Duku” Munyika Yakaipa, 11/15

Vakanga Vakamirira Kuuya kwaMesiya, 8/15

Vakawana Mesiya! 8/15

Vanhu Vakatendeka Vekare Vakatungamirirwa Nomudzimu waMwari, 12/15

Vavarira Kuva Norugare, 8/15

Vimba naJehovha Sezvo Mugumo Uri Kuswedera, 3/15

Vimba naJehovha, “Mwari Wokunyaradza,” 10/15

Wakapinda Muzororo raMwari Here? 7/15

Zororo raMwari Chii? 7/15

Zvaunovaraidzwa Nazvo Zvinobatsira Here? 10/15

NYAYA DZOUPENYU

Kubvuma Kuchinja Muupenyu (J. Thompson), 12/15

Kuverenga Bhaibheri (M. Leroy), 9/15

“Mutariri Akazonaka” (J. Barr), 5/15

Ndaitya Rufu (P. Gatti), 7/15

‘Ndakaremara,’ (S. van der Monde), 11/15

Ndakawana Makomborero (A. Bonno), 4/15

Ndinofadzwa Nokushumira Jehovha (F. Rusk), 10/15

Ndinotenda Kuti Ndakashumira Jehovha, (M. de Jonge-van den Heuvel), 1/15

Semwanasikana waJefta (J. Soans), 12/1

Zvakazoitika Handizvo Zvandaifunga (Z. Dimitrova), 6/1

UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU

Chinoita Kuti Vakaroorana Vachembedzane? 2/1

Dzidzisa Vana Vako, 2/1, 4/1, 6/1, 8/1, 10/1, 12/1

Dzidzisai Vana Kuti Vave Netsika, 2/15

Dzidzisai Vana Kuzvibata, 2/1

Isa Pfungwa Pane Zvawakaitirwa naJehovha, 1/15

Ivai Vanhu Vomudzimu Somurume Nomudzimai, 11/1

Kuita saFiniyasi Kana Zvaoma, 9/15

Kunamata Kwemhuri, 8/15

Kuramba Takatendeseka, 4/15

Kuremekedza Wawakaroorana Naye, 8/1

Kushandira Zviripo! (Kunamata Kwemhuri), 2/15

Kushandisa Indaneti, 8/15

‘Kuteerera Kunopfuura Chibayiro,’ 2/15

“Kuti Nzira Yako Ibudirire,” 6/15

Mhuri Ingafara Sei? 10/1

Mitero, 9/1

Mubvunzo weBhaibheri, Zvinondinetsa, 10/15

Murume Nomudzimai Pavanova Nevana, 5/1

Ngatifarei Pamwe! 10/15

‘Nguva Yokuda, Neyokuvenga,’ 12/1

“Rambai Makarinda,” 10/15

Tingasarudza Sei Shamwari? 12/1

Uchapupu Hwekutungamirira kwaMwari, 4/15

Unonyatsokoshesa Zvikomborero? 2/15

Usambofa Wakasiya Vaunonamata Navo, 3/15

Usarega Kurwara Kuchikutadzisa Kufara, 12/15

Usazvinyengera Nokufunga Kwenhema, 3/15

Vabereki Dzidzisai Vana Nezvebonde 11/1

Vanababa, Shamwari Dzevanakomana, 11/1

Vechiduku Vanofanira Kubhabhatidzwa? 6/15

ZVAPUPU ZVAJEHOVHA

Chirungu Chisina Kuoma (Nharireyomurindi), 7/15

Kukunda Mumatare! (Russia), 7/15

Kupedza Kudzidza kuGiriyedhi, 2/1, 8/1

Magungano Eruwa okuRussia, 3/1

Musangano Usingakanganwiki, 8/15

Mushumo Wegore Negore, 8/15

“Ropafadzo Yokupa” (zvipo), 11/15

Tsamba Inobva . . . , 3/1, 6/1, 9/1, 12/1

“Umambo hwaMwari Ngahuuye!” 6/1

Vanochenura Zita Ravo (Russia), 5/1

“Vanofanira Kuremekedzwa” (Nazi Germany), 10/1

Zvinobvuma Kurapwa Kuchipatara? 2/1

Zvinoita Kuti Mufare (sangano), 3/15