NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA October 2012

Magazini ino inokurukura zvatingaita kuti tikunde matambudziko, tive nemafungiro akanaka, zvinofanira kudziviswa nevaKristu, uye zvatingaita kuti tibatsirwe nezvakavimbiswa naMwari.

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—KuBrazil

Verenga zvinokurudzira zvakaitika kune vamwe vakatamira kune imwe nzvimbo kuti vanyatsoshumira Mwari.

Kumirisana Nematambudziko Emazuva Ano Takashinga

Tingava sei vakashinga uye tingaramba sei tiine mafungiro akanaka pasinei nezvingaitika kwatiri?

Unoratidza Mafungiro Akaita Sei?

Tingaita sei kuti tirambe tine rugare nevamwe? Dzidza kubva pamienzaniso yakanaka neyakaipa yakanyorwa muBhaibheri.

NYAYA YEUPENYU

Ushamwari Hwava Nemakore 60 Uye Hucharamba Huripo Nokusingaperi

Verenga nyaya yevashumiri venguva yakazara vana vaiva noushamwari hwechokwadi.

Teerera Mwari Ubatsirwe Nezvaakavimbisa

Tingadzidzei pazvipikirwa zvaMwari, mhiko, uye sungano?

Hungu Wako Ngaave Hungu

Kutaura chokwadi kunosanganisirei? Tingaita sei zvatakavimbisa Mwari panyaya inonyanya kukosha?

Kukurudzira Kunobva “Mumuromo Mevana”

Verenga unzwe kuti vana vokuRussia vakakurudzirwa sei neshamwari dzavo dzechiKristu.