NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA November 2012

Magazini ino inotsanangura kuti nei zita raJehovha, chinangwa chake uye mutemo wake zvichikosha. Uye kuti nei vaKristu vechokwadi vachifanira kuedza kuzvininipisa uye kukanganwira.

“Ndidzidzisei Kuita Kuda Kwenyu”

Tingatevedzera sei Dhavhidhi tova nemaonero aiita Jehovha zvinhu?

Zvakawanda Zvavanazvo Zvinozadzisa Kushaya Kwevamwe

VaKristu vepakutanga vaitsaura zvimwe zvinhu vozvichengetera vaishaiwa. Tingavatevedzera sei?

Jesu Akaratidza Muenzaniso Wokuzvininipisa

Tingabatsirwa sei nokuzvininipisa kwaJesu Kristu?

Vavarira Kuva Muduku Pane Vamwe

Tingazvininipisa sei pakugarisana kwatinoita nevamwe?

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

Mashoko aJesu nezvechipo chokusaroora anonyatsorevei?

Kukanganwira kwaJehovha Kunokubatsira Sei?

Mabatiro akaita Jehovha vatadzi kare anogona kutidzidzisa zvakawanda nezvechido chake chokukanganwira.

Kanganwiranai Nomwoyo Wose

Ona kuti tingatevedzera sei Jehovha pakuva vakagadzirira kukanganwira.

‘Shoko Rakanaka Kupfuura Rainge Rambonzwiwa’

Pakazosvika gore ra1926, Vadzidzi veBhaibheri vava kunzi Zvapupu zvaJehovha vaiva nenhepfenyuro dzavo pachavo mumaguta mana muCanada.