NHARIREYOMURINDI—YEKUDZIDZA September 2013
Magazini ino ichataura kuti tingasarudza sei nokuchenjera, tingasimbisa sei ukama hwedu naJehovha Mwari uye kuti tingabatsirwa sei nezviyeuchidzo zvaJehovha.
Batsirwa Nendima dzeBhaibheri Dzinoratidza Musiyano Wezvinhu
Jesu aiwanzoshandisa misiyano. Dzidza kuti ungaishandisa sei pakubatsira vamwe kuti vazive chokwadi cheBhaibheri.
Zviyeuchidzo zvaJehovha Zvakavimbika
Jehovha agara achishandisa zviyeuchidzo pakutungamirira vanhu vake. Nei tingavimba nezviyeuchidzo zvaMwari mazuva ano?
Farira Zviyeuchidzo zvaJehovha
Tinonakidzwa here nokuteerera mirayiro yaJehovha kana kuti dzimwe nguva tinoiona seinorema? Tingaita sei kuti tivimbe nezviyeuchidzo zvake?
Wakashandurwa Here?
Nei vaKristu vose vachifanira kufunga ‘nezvokushandurwa’? Kushandurwa uku kunosanganisirei uye tingabudirira sei?
Sarudza Nokuchenjera
Tingava sei nechokwadi chokuti zvisarudzo zvedu zvinoenderana nekuda kwaMwari? Chii chingatibatsira kuti tiite zvatinenge tasarudza?
Kupayona Kunosimbisa Ukama Hwedu naMwari
Funga nezvenzira sere dzingaita kuti kupayona kusimbise ukama hwako naJehovha. Chii chingakubatsira kuti urambe uri mubasa iri rine mubayiro?
Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
Nei Jesu akasvimha misodzi asati amutsa Razaro sezvinotaurwa pana Johani 11:35?