NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA December 2013

Magazini inotaura kuti tingadzivirira sei kutenda kwedu kuti kusaparara. Inotaurawo kuti Kudya kwaShe Kwemanheru kunofanira kuchengetwa riini uye kuti kunotibatsira sei?

Jehovha Akavadzivirira Mumimvuri Yemakomo

Mabhuku eBhaibheri aiendeswa sei kuZvapupu zvaJehovha zvaigara muGermany panguva yaitonga vaNazi? Matambudziko api aitarisana neZvapupu?

Musakurumidza “Kuzununguswa Pakufunga Kwenyu”!

Tsamba yechipiri yaPauro kuvaTesaronika ine nyevero dzipi dzinoshanda? Chii chingatibatsira kuti tisanyengerwa?

Uchapa Zvibayiro Zvokutsigira Umambo Here?

Ona kuti tingashandisa sei nguva yedu, mari, simba uye unyanzvi hwedu kuti titsigire Umambo hwaMwari.

Unoyeuka Here?

Wakanyatsoverenga here magazini eNharireyomurindi emwedzi mishoma yapfuura? Ona kana uchiri kuyeuka.

‘Ichi Chichava Chiyeuchidzo Kwamuri’

VaKristu vanofanira kuzivei nezvePaseka? Kudya kwaShe Kwemanheru kunokosha zvakadini kwatiri tose?

‘Itai Izvi Muchindiyeuka’

Tinoziva sei zuva rinoitwa Kudya kwaShe Kwemanheru? Chingwa newaini zvinomirirei?

Kufirwa Nomurume Kana Mudzimai

Kufirwa nomurume kana mudzimai kunotora makore kuchirwadza. Ona kuti tariro yerumuko iri muShoko raMwari inonyaradza sei.

Indekisi ya2013 Iri muNharireyomurindi Yokudzidza

Tarisa indekisi yenyaya dzakabudiswa muNharireyomurindi Yokudzidza ya2013.