Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi dza2015
Inoratidza magazini inowanika nyaya yacho
BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU
DZIMWEWO NYAYA
Magirazi ekuzvitarisa aishandiswa munguva inotaurwa muBhaibheri, 4/1
Paigara vanhu panguva yemitambo yechiJudha kuJerusarema, 12/1
VaJudha Vaibva ‘Kumarudzi Ose’ Vakauya kuJerusarema paPendekosti ya33 C.E. Here? 12/1
Zvakaita Kuti Vanhu vokuMarita Vafunge Kuti Pauro Aiva Mhondi, 10/1
Zvakawanikwa Pakuchera Matongo Zvinotsigira Zvinotaurwa neBhaibheri Here? 5/1
JEHOVHA
JESU KRISTU
MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI
NYAYA DZOKUDZIDZA
Dzidzisai Mwana Wenyu Ari Kuyaruka Kuti Ashumire Jehovha, 11/15
Jehovha Ari Kutungamirira Basa Redu Rokudzidzisa Munyika Yose, 2/15
Mararamiro Ako Ngaaenderane Nemunyengetero Womuenzaniso, 6/15
Murume Nomukadzi Vanokwanisa Kuva Nerudo Rusingaperi Here? 1/15
Shanda Nesimba Kuti Paradhiso Yokunamata Iwedzere Kunaka, 7/15
Uri Kushanda Nesimba Kuti Utevedzere Kukura kwaKristu Here? 9/15
Vakuru, Munoona Sei Basa Rokudzidzisa Dzimwe Hama Muungano? 4/15
NYAYA DZOUPENYU
Akawana Chimwe Chinhu Chinopfuura Mukurumbira (M. H. Godenzi), 9/1
Jehovha Akandipa Zvinopfuura Zvandaikodzera Kuwana (F. Alarcón), 8/1
Kukomborerwa ‘Mumwaka Wakakodzera, Uye Unotambudza’ (T. R. Nsomba), 4/15
Ndava Neushamwari naMwari Uye Naamai Vangu (M. Kumagai), 12/15
Nhaka Yakatambidzanwa Kusvikira Kuchizvarwa Chechinomwe (K. Williams), 6/1
UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU