Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Peji 32

Peji 32

Peji 32

Munhu akasikirwa kuti azoenda kudenga here? ONA PEJI 5.

Tingaitei kuti tiwane mubayiro unopiwa vanhu vakanaka? ONA PEJI 6.

VaKristu vanofanira kuchengeta Sabata here? ONA MAPEJI 13-15.

Unogona kuziva sei vari kunamata zvechokwadi? ONA MAPEJI 16-17.

Ungaitei kana vanaambuya navanatezvara vako vachiramba vachingopindira muzvinhu zvomumba yako? ONA MAPEJI 26-28.