Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Peji 32

Peji 32

Peji 32

Tingaitei panoitika njodzi?

ONA MAPEJI 6-7.

Pachazombova here nenguva yakunenge kusisina njodzi?

ONA MAPEJI 8-9.

Pane angakwanisa kunyatsodudzira uprofita hweBhaibheri here?

ONA MAPEJI 11-13.

Ungada kuziva here chingakubatsira kuva neshamwari dzechokwadi?

ONA MAPEJI 16-17.

Bhaibheri rinorevei parinoti pane “nguva yokuda nenguva yokuvenga”?

ONA MAPEJI 23-25.