Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

stub

stub

Unofunga kuti vanhu vanofanira kuita sei munguva yeKrisimasi? Pane chimwe chiri nani kupfuura Krisimasi here?

ONA MAPEJI 3-9.

Unoziva here kuti nei Mwari akatuma Jesu panyika?

ONA MAPEJI 16-17.

Wakamborarama usati waberekwa here? Vamwe vanotenda izvozvo, asi nei vachidaro?

ONA MAPEJI 18-20.

Vakadzi vemunguva dzinotaurwa muBhaibheri vaishandisei pakupoda-poda?

ONA MAPEJI 24-26.