Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

stub

stub

Kunyange munyika ino ine matambudziko, zivo yakarurama yeBhaibheri yaMwari, yoUmambo hwake, uye yechinangwa chake chinoshamisa nokuda kwevanhu inogona kuita kuti ufare. Kana uchida mamwe mashoko kana kuti uchida kuti mumwe munhu akushanyire kuti azodzidza newe Bhaibheri usingabhadhari, enda pakero yeZvapupu zvaJehovha inoti www.pr418.com.