NHARIREYOMURINDI February 2014 | Hondo Yakachinja Nyika Yose
Chii chakaita kuti hondo yenyika yokutanga ichinje nyika yose? Mhinduro dzacho dzine zvadzinoratidza here nezveramangwana?
NYAYA IRI PAKAVHA
Hondo Yakachinja Nyika Yose
Hondo yenyika yokutanga, inonziwo “Hondo Huru” yakachinja sei nyika yose?
NYAYA IRI PAKAVHA
Ndiani Anokonzera Hondo Uye Kutambura?
Bhaibheri rinobatanidza sei hondo yakaitika kudenga nehondo yenyika yose uye matambudziko epanyika?
BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU
“Vimbiso Yokuti Nyika Ichava Paradhiso Yakachinja Upenyu Hwangu”
Ivars Vigulis aida mukurumbira, mbiri, uye kunakidzwa nemijaho yemidhudhudhu. Chokwadi cheBhaibheri chakachinja sei upenyu hwake?
Waizviziva Here?
Arosi yaishandiswa munguva dzinotaurwa muBhaibheri yaiva chii? Ndezvipi zvinopiwa zvaigamuchirwa patemberi muJerusarema?
OUR READERS ASK
Nei Mwari Achibvumira Kuti Vane Simba Vadzvinyirire Vasina Simba?
Bhaibheri rinotsanangura zviri kuitwa naMwari panyaya yeudzvinyiriri uye zvaachaita mune ramangwana.
TEVEDZERA KUTENDA KWAVO
Akatsungirira Zvinhu Zvakaipa
Wakamboitirwa zvakaipa here? Une chido chokuona Mwari achigadzirisa zvinhu here? Ona kuti ungatevedzera sei Eriya akanga akatendeka.
Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
Pane here chinoratidza kuti Bhaibheri rinobva kuna Mwari? Rakanyorwa sei?
Zvimwe Zviri paIndaneti
Sei Pasi Rose Pasina Rugare?
Vanhu vakundikana kuita kuti pasi rose pave nerugare. Ona zvikonzero zvakasiyana-siyana.