Enda pane zvauri kuda

Ramba Wakasimba Paunopikiswa

Ramba Wakasimba Paunopikiswa

Zvapupu zvaJehovha zviri munyika dzakawanda zvakaramba zvakavimbika kuna Mwari pasinei nekupikiswa. Inzwa zvakaitwa nezvimwe Zvapupu zvaJehovha zviviri panguva yaitonga hurumende yevaNazi muGermany uye muSoviet Union.