Mwari Akasikirei Nyika?
Nei Mwari akasika nyika? Ichazombova paradhiso here?
Nyaya Dzinoenderana Neiyi
Mavhidhiyo eBhaibheri—Dzidziso Huru dzeBhaibheriZvimwe Zvaunogona Kufarira
NHARIREYOMURINDI
Umambo hwaMwari Huchaitei?
Jesu aiziva kuti Umambo hwaMwari ndihwo hwega hunokwanisa kugadzirisa zvinhu panyika. Zvii zvakatoitwa neUmambo zvinoita kuti tive nechokwadi nazvo?
MUKAI!
Umambo hwaMwari Huchaita Kuti Pave ‘Nerugare Rukuru’
Umambo hwaMwari huchaita kuti panyika pave nerugare uye vanhu vabatane.
ESSENTIAL BIBLE TEACHINGS
Umambo hwaMwari Chii?
Jesu paaiva panyika nyaya yaainyanya kudzidzisa vanhu ndeyeUmambo hwaMwari. Vanhu vava nemakore akawanda vachinyengetera kuti Umambo ihwohwo huuye.
MUKAI!
Zvatinodzidziswa neMusiki Zvinotipa Tariro
Inzwa zvimwe zvinhu zvakanaka zvatinovimbiswa naMwari kuti achaita mune ramangwana.
MIBVUNZO YEBHAIBHERI INOPINDURWA
Tinoraramirei?
Wakambozvibvunza here kuti, ‘Tinoraramirei?’ Ona kuti Bhaibheri rinopindura sei mubvunzo uyu.
NEZVEDU
Kumbira Kushanyirwa
Unogona kukurukura nesu kana uine mubvunzo wauinawo une chekuita neBhaibheri kana kuti kana paine zvaunoda kuziva nezveZvapupu zvaJehovha.
ESSENTIAL BIBLE TEACHINGS