Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Zvinoita Kuti Nditende—Kunda Rusarura Nekuratidza Vamwe Rudo

Zvinoita Kuti Nditende—Kunda Rusarura Nekuratidza Vamwe Rudo

Alwande naEmma vanotiudza kuti zvinovimbiswa neBhaibheri zvakavabatsira sei kuti vawane nzira yakanakisisa yekubatsira nayo vanhu vari kubatwa zvisina kunaka kuti vazova nerugare nekusingaperi. Uye vari kufara kuva pakati pevanhu vaJehovha vakabatana uye vane rudo.