Dhanieri: Murume Aiva Nekutenda

Dhanieri ari kure nekumba, kuvimbika kwake uye kutenda kwake zvinoedzwa. Anoedza kuramba akaisa tariro yake muna Jehovha upenyu pahunomuomera.

Dhanieri: Murume Aiva Nekutenda—Chikamu I

Dhanieri achakwanisa here kuramba akavimbika kuna Mwari wake Jehovha, pasinei nekuti ari kure nemhuri yake uye kuti guta rake rava matongo?

Dhanieri: Murume Aiva Nekutenda—Chikamu II

Humwe Umambo hune simba hunotanga kutonga. Dhanieri ava nevamwe vavengi vatsva. Kutenda kwake kunoedzwa zvisingaiti.