Enda pane zvauri kuda

Kubatanidzwa Nokudzidziswa naMwari

Musoro wakasarudzwa kuti uve wemagungano enyika dzakawanda egore ra1993 waiti “Kudzidzisa kwouMwari.” Mhuri dzakawanda dzinobva kwakasiyana-siyana uye dzine tsika dzakasiyana-siyana dziri kubatsirwa nokudzidziswa kwadziri kuitwa naMwari. Vhidhiyo ino inoratidza vanhu vemarudzi akasiyana-siyana vachifara, vaine rudo, uye vachishamwaridzana pamagungano acho.