Enda pane zvauri kuda

Kusvika Kumigumo Yenyika

Chikoro cheBhaibheri cheWatchtower cheGiriyedhi chiri kuita basa guru pakuita kuti vanhu pasi rose vanzwe chokwadi chiri muBhaibheri. Vhidhiyo iyi inoratidza mamishinari achidzidziswa uye achitumirwa kunzvimbo dzakasiyana-siyana pasi rose kuti vanoparidzira mashoko akanaka.