Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa​—Mavhidhiyo

Zvaungaita kuti uve neunyanzvi hwekuverenga uye kudzidzisa.

CHIDZIDZO 1

Nhanganyaya Yakanaka

Ungaita sei kuti vateereri vako vade kunzwa zvauri kuda kutaura?

CHIDZIDZO 2

Kuita Seuri Kutaurirana Nevateereri

Zvii zvaungaita kuti vateereri vako vagadzikane paunenge uchitaura navo?

CHIDZIDZO 3

Kubvunza Mibvunzo

Ungashandisa sei mibvunzo inoita kuti vanhu vafarire, vafunge uye inosimbisa pfungwa huru?

CHIDZIDZO 4

Kusuma Magwaro Zvakanaka

Zvii zvaungaita kuti vateereri vako vanyatsobatsirwa nemavhesi auchaverenga?

CHIDZIDZO 5

Kuverenga Nemazvo

Unofanira kuitei kuti uverenge nemazvo paunenge uchiverenga paruzhinji?

CHIDZIDZO 6

Kuratidza Kushanda Kunoita Rugwaro

Kuti vateereri vako vanzwisise rugwaro rwaunenge uchiverenga unofanira kuitei paunenge wapedza kuverenga rugwaro rwacho?

Mashoko Akarurama Uye Ane Umboo

Ungaita sei kuti utaure mashoko akarurama?

CHIDZIDZO 8

Mienzaniso Inodzidzisa

Ungatevedzera sei Mudzidzisi Mukuru pakushandisa mienzaniso zvakanaka?

CHIDZIDZO 9

Kushandisa Zvakanaka Zvinhu Zvinooneka

Ungashandisa sei mapikicha kana zvimwe zvinhu zvinooneka kuti ubatsire vateereri kuona pfungwa dzinokosha?

CHIDZIDZO 10

Kusiyanisa Inzwi

Ungasiyanisa sei inzwi rako kuti zvauri kutaura zvijeke uye zvibate-bate vateereri?

CHIDZIDZO 11

Kutaura Nechido

Zvii zvaungaita kuti ukurudzire vateereri vako kuita zvauri kutaura?

CHIDZIDZO 12

Kufarira Vanhu Uye Kuvanzwira Tsitsi

Ungaratidza kuti unonyatsofarira vateereri vako uye kuti unovanzwira tsitsi?

CHIDZIDZO 13

Ratidza Kubatsira Kunoita Mashoko Acho

Ungataura sei nyaya yako zvekuti vateereri vako vanoona kushanda kwainoita vobva vada kuishandisa?

CHIDZIDZO 14

Kusimbisa Pfungwa Huru

Kusimbisa pfungwa huru kuchabatsira vateereri vako kuteerera, kunzwisisa uye kuyeuka zvauri kudzidzisa.

CHIDZIDZO 15

Ratidza Kuti Une Chokwadi Nezvauri Kutaura

Ungaratidza sei kuti une chokwadi nezvauri kutaura paunenge uchipa hurukuro kana kuti paunenge uchiparidza?

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

MABHUKU UYE MABHUROCHA

Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa

Bhuku rino rakanyorerwa kuti rikubatsire kuvandudza unyanzvi hwako hwekuverengera vanhu uye hwekutaura nekudzidzisa.