Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

CHIDZIDZO 15

Ratidza Kuti Une Chokwadi Nezvauri Kutaura

Ratidza Kuti Une Chokwadi Nezvauri Kutaura

Kuva nechokwadi nezvauri kutaura kwakasiyana papi nekungotaura usingafungi, kana kutaura sekunge ndiwe chete wakarurama kana kumanikidza vanhu kuti vaite zvauri kutaura?