Enda pane zvauri kuda

‘Haiwa Jehovha, Ndinovimba Nemi’

Tarisa uone kuti zvinhu pazvainge zvisina kumira zvakanaka, chii chakabatsira Hezekiya kuti arambe aine kutenda uye akavimbika kuna Jehovha. Zvaakaita zvakabatsira rudzi rwake rwose uye isuwo tine zvatinodzidza.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

BHUKU RANGU RENHAU DZEBHAIBHERI

Mwari Anoyamura Mambo Hezekia

Ngirozi inouraya masoja evaAsiriya 185 000 muusiku humwe chete.

NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA

Tevedzera Shamwari Dzepedyo dzaJehovha

Rute, Hezekiya, naMariya vakaitei kuti vave shamwari dzepedyo dzaMwari?