Maonero Evamwe Nezvekwakabva Upenyu
Vanhu vakasiyana-siyana vanotsanangura kuti chakaita kuti vatange kubvuma kuti Musiki ariko.
Monica Richardson: Chiremba Anotsanangura Kutenda Kwake
Aisava nechokwadi kuti zvinhu zvinoitika mwana paanoberekwa zvakangoitika zvega here kana kuti zvakaitwa neMusiki. Neruzivo rwake sachiremba, zvii zvaakazoona?
Massimo Tistarelli: Nyanzvi yeRobotics Inotsanangura Kutenda Kwayo
Madiro aiita zvesainzi akazoita afunge patsva nezvenyaya yeevolution.
Petr Muzny: Purofesa Wezvemitemo Anotsanangura Kutenda Kwake
Akaberekerwa munyika yaiva neutongi hwechiCommunist. Zvaionekwa sezvisina musoro kufunga kuti kune Musiki. Inzwa kuti chii chakaita kuti achinje mafungiro ake.
Irène Hof Laurenceau: Chiremba Wemabhonzo Anotsanangura Kutenda Kwake
Basa rake rekuisira makumbo akagadzirwa nevanhu rakaita kuti atange kusava nechokwadi nezvaaitenda zvekuti zvinhu zvakaita zvekushanduka shanduka.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
SAINZI NEBHAIBHERI
Zvinotaurwa Nevamwe Nezvekwakabva Upenyu
Mabiologist, mabiochemist, vanachiremba, vanoita zvekuvhiya, nevamwewo vanotaura nezvekwakabva upenyu pashure pekuenzanisa tsvakurudzo dzavo nezviri muBhaibheri.