Nehemiya: “Mufaro waJehovha Ndiyo Nhare Yenyu”

Nehemiya anotungamirira basa rekuvakazve masvingo eJerusarema uye kudzorera kunamata kwakachena.

Nehemiya: “Mufaro waJehovha Ndiyo Nhare Yenyu”—Chikamu I

Nehemiya anoedza kuvakazve masvingo eJerusarema pasinei nekupikiswa munzira dzakasiyana-siyana.

Nehemiya: “Mufaro waJehovha Ndiyo Nhare Yenyu”—Chikamu II

Masvingo apera kuvakwa, asi Nehemiya achabudirira here kuvakazve kutenda kwevaIsraeri?