Nehemiya: “Mufaro waJehovha Ndiyo Nhare Yenyu”—Chikamu I
Nehemiya anosiya basa rake paimba yeumambo muShushani kuti anovakazve masvingo eguta guru raJehovha. Asi achasanganawo nemamwe matambudziko paanenge achiita basa iri rakakura. Munyengetero neushingi ndizvo zvega zvichamubatsira kuti apedze basa racho here?