Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Nehemiya: “Mufaro waJehovha Ndiyo Nhare Yenyu”—Chikamu II

Nehemiya: “Mufaro waJehovha Ndiyo Nhare Yenyu”—Chikamu II

Pashure pekuvakazve masvingo eJerusarema, Nehemiya anosangana nerimwe dambudziko. Nekufamba kwaita nguva, vaIsraeri vava kungonamata Jehovha zvechirango. Anobatana naEzra naMaraki kuti vadzorere kunamata kwakachena.