Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Jehovha, Mai, Neni

Jehovha, Mai, Neni

Dhaunirodha:

  1. 1. Mai vangu ndovada.

    Vanondichengeta.

    Toverenga Bhai’bheri.

    Tonyengetera.

    Vanondidzidzisa

    Kuti ndide Jehovha.

    Tofara zvikuru tiri 3—

    Jehovha, mai, neni.

  2. 2. Ndofarira Timoti,

    Aida Jehovha.

    Akadzidziswawo

    Namai vake.

    Ndoda kuva saye

    Ndoda kumutevedzera.

    Toda kuva tese tiri 3—

    Jehovha, mai, neni.

    (Mhedziso)

    Ndinotenda nechipo ichi.

    Ndinonyatsote’rera.

    Ndiratidze ndinotenda mhuri yedu yatinayo—

    Jehovha, mai, neni.