Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Kuzivana Neshamwari dzaJehovha

Kuzivana Neshamwari dzaJehovha

Dhaunirodha:

  1. 1. Ndinoverenga, ndofunga.

    Ndinoita senditoripo.

    Ndichiona vanhu vem’Bhaibheri

    Ndiri kure navo.

    Ndinobva ndazoswedera,

    Ndochitanga kunzwa zvese.

    Vaive vakangoita seni

    Takangofanana.

    (KORASI)

    Neshamwari dzaJehovha

    Ndonzwa zvakawanda.

    Ndoda kudzidza nezvavo,

    Ndinyatsovaziva.

    Zuva rakuda kusvika

    Ravachazomuka.

    Ndichavatambira ndoti,

    “Nd’ri shamwari yenyu!”

  2. 2. Zvaimbovaomerawo

    Kuva shamwari dzaMwari.

    Vainyengetera seni kuti,

    Vasambotsauke.

    (KORASI)

    Neshamwari dzaJehovha

    Ndonzwa zvakawanda.

    Ndoda kudzidza nezvavo,

    Ndinyatsovaziva.

    Zuva rakuda kusvika

    Ravachazomuka.

    Ndichavatambira ndoti,

    “Nd’ri shamwari yenyu!”