Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mwanangu

Mwanangu

Dhaunirodha:

  1. 1. Mwanangu ndinokuda,

    Ndo’nyatsokumbundira.

    Hauna chekutya; Ndichagara pedyo,

    Mwana wangu

  2. 2. Mwanangu, uchadzidza

    Zvaanoda Jehovha.

    Iwe uri chipo; iwe unodiwa,

    Mwana wangu.

    (BHIRIJI)

    Paradhiso yasvika,

    Mwari anoda kuti uvemo.

    Shumba nebheya uchatamba nazvo.

    Uchaona zvichaitwa naMwari.

  3. 3. Mwanangu, to’mirira

    Tisingasiyi Jehovha.

    Hauna chekutya; Achagara pedyo,

    Mwana wangu,

    Mwana wangu,

    Mwana wangu.