Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Ndanonokerwa Negungano!

Ndanonokerwa Negungano!

Dhaunirodha:

  1. 1. Ratova rimwe gore.

    Gadzirira.

    Gungano rasvika!

    Nebhegi rangu,

    Nemufaro.

    Ndanonokerwa,

    Nekuti ritange.

    Nguva yasvika!

    (KORASI)

    Tirimo mumba maMwari,

    Nzvimbo yakanakisisa—

    Tirimo mumba maMwari,

    Nemhuri yaJehovha.

  2. 2. Tinoumba,

    Ushamwari.

    Ndofara tigare pamwe chete!

    Todzidziswa,

    Tinoimba.

    Tariro yedu—

    Yotibatanidza!

    Nguva yasvika!

    (KORASI)

    Tirimo mumba maMwari,

    Nzvimbo yakanakisisa—

    Tirimo mumba maMwari,

    Nemhuri yaJehovha.

    Tirimo mumba maMwari,

    Nzvimbo yakanakisisa—

    Toratidza rudo,

    Tokurudzirana,

    Mumhuri yaJehovha.