Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Ndava Kuda Kuita Zvihombe

Ndava Kuda Kuita Zvihombe

Dhaunirodha:

  1. 1. Iye zvino zvandakura

    Nekurebererawo.

    Ndakuda kuita zvihombe

    Pane zvand’i kuita.

    Ndinoimba, ndinopindura,

    Ndobatsira kuchenesa.

    Nd’chanoona vakwegura

    Ndivazive ndivade.

    (KORASI)

    Ndakuda kuita zvimwe,

    Zvihombe pane ‘zvi.

    Ndakuda kuita zvimwe,

    Zvihombe pane ‘zvi.

  2. 2. Nd’ri kudzidza kuparidza

    Takamira pasuo.

    Ndinoverenga magwaro.

    Izvi zvese ndogona!

    (KORASI)

    Ndakuda kuita zvimwe,

    Zvihombe pane ‘zvi.

    Ndakuda kuita zvimwe,

    Zvihombe pane ‘zvi.