Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Iva Shamwari yaJehovha—Rwiyo

Iva Shamwari yaJehovha—Rwiyo

Dhaunirodha:

  1. 1. Shamwari yangu Jehovha,

    Ndodzidza kwaari.

    Iye anondibatsira,

    Anonzwa ndikadana.

    Ndinoda k’ti afare,

    Ndozvinoita shamwari.

    Nd’charamba nd’chingomuda,

    Naye achingondidawo.

  2. 2. Shamwari yangu Jehovha,

    Ndodzidza kwaari.

    Iye anondibatsira,

    Anonzwa ndikadana.

    Ndinoda k’ti afare,

    Ndozvinoita shamwari.

    Nd’charamba nd’chingomuda,

    Naye achingondidawo.