Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Upenyu hwaJesu

Upenyu hwaJesu

Dhaunirodha:

  1. 1. Mwari asati asika,

    Mwedzi pamwe chete nenyeredzi,

    Akasika Jesu.

    Jesu ave panyika,

    Akaratidza zvaachazoita,

    Mave m’nyika itsva.

    Akafira munhu wese zvake.

    (KORASI)

    Iye akatendeka zvechokwadi,

    Pazvese zvaanoita.

    ‘SaMambo wemadzimambo,’ akakodzera kutitonga,

    Riini nariini.

  2. 2. Nekorona yeushe

    Ave kuzotonga muparadhiso,

    Otipa rugare.

    Mwari ndozvaakativimbisa.

    (KORASI)

    Iye akatendeka zvechokwadi,

    Pazvese zvaanoita.

    Tikateerera achatitungamira,

    Totendeka riini nariini.