Kufadza Kunoita Magungano
Dhaunirodha:
1. Mhanzi dzisati dzatomborira,
Tatova pamwe; tichitofara.
Nyika ine nhamo tichifara.
Ave mavambo; tichangotanga iwe!
(KORASI)
Tiri hanzvadzi nehama, vana nevamwewo,
Uye tokudai tisina kumboonana.
Tiri hanzvadzi nehama, vana nevamwewo,
Uye tokudai tisina kumboonana.
2. Ndiri mhiri kwegungwa revanhu, nemafashamo.
Nechekure ndichaona zviso zvitsva.
Ndichivaziva; tiri mhuri.
Vachindisimudzira maoko.
Zv’nozonakidza!
Ndozorodzwa semwana mucheche.
Padzimwe nguva ndinochema.
(KORASI)
Tiri hanzvadzi nehama, vana nevamwewo,
Uye tokudai tisina kumboonana.
Tiri hanzvadzi nehama, vana nevamwewo,
Uye tokudai tisina kumboonana.
(BHIRIJI)
Chindibata.
Hondo imwe chete’yi.
Ndigosimba
Kusvika nekusingaperi.
(KORASI)
Tiri hanzvadzi nehama, vana nevamwewo,
Uye tokudai tisina kumboonana.
Tiri hanzvadzi nehama, vana nevamwewo,
Uye tokudai tisina kumboonana.
Uye tokudai tisina kumboonana.