Mira, Funga, Uye Nyengetera
Dhaunirodha:
1. Upenyu hausiri nyore
Uye zvinhu zvose zviri kukunetsa.
Shamwari dzoita zvekutamba.
Enda kuna Jehovha—
Nyengetera.
(KORASI)
Iwe, usaneta.
Uvimbe naJehovha.
Dzikama; tikunde
Tikanyengetera.
Panooma zvinhu,
Aripo, iye anesu.
Otungamira, muvimbe;
Funga, nyengetera.
Fadza Jehovha.
Ratidzwa nzira.
2. Zvinetso ndezvenguva dzose.
Zvokubhadhara zvichipedzawo mari.
Nyange’zvo, tinofara nokupa
Tikafadzawo vamwe—
Fadza vamwe.
(KORASI)
Iwe usaneta.
Uvimbe naJehovha.
Dzikama tikunde
Tikanyengetera.
Panooma zvinhu.
Aripo iye anesu.
Otungamira, muvimbe,
Funga, nyengetera.
Fadza Jehovha.
Ratidzwa nzira.
(KORASI)
Uvimbe naJehovha.
Dzikama tikunde
Tikanyengetera.
Panooma zvinhu.
Aripo iye anesu.
Otungamira, muvimbe.
Funga, nyengetera.
Fadza Jehovha.
Ratidzwa nzira.