Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

NaJehovha, Tiri Vamwe

NaJehovha, Tiri Vamwe

Dhaunirodha:

  1. 1. Chisimo munyika, kubatana.

    Kwese kwatinobva, kunetsana.

    Vanhu votambura, kuda shanduko.

    Asi’su Jehovha, tovimba naye.

    (SUMO YEKORASI)

    Tibatisise Shoko rake;

    Hatisi venyika ino.

    (KORASI)

    Rudo pane zvese zvatinoita;

    Rudo patinoparidza.

    Uye hama dzedu dzinotidawo.

    Takasiyana’si

    NaJehovha, tiri vamwe.

  2. 2. Mhiri kwemakungwa, kure kure,

    Tiri mhuri imwe yechokwadi.

    Tinonetseka’si tine tariro

    Yeparadhiso ine runyararo.

    (SUMO YEKORASI)

    Tovimba neShoko rake;

    Hatisi venyika ino.

    (KORASI)

    Rudo pane zvese zvatinoita;

    Rudo patinoparidza.

    Uye hama dzedu dzinotidawo.

    Takasiyana’si

    NaJehovha tiri vamwe.

    Tiri vamwe.

    (SUMO YEKORASI)

    Titendeke, titsungirire.

    Hatisi venyika ino.

    (KORASI)

    Rudo pane zvese zvatinoita;

    Rudo patinoparidza.

    Uye hama dzedu dzinotidawo.

    Takasiyana’si

    NaJehovha,

    (KORASI)

    Rudo pane zvese zvatinoita;

    Rudo patinoparidza.

    Uye hama dzedu dzinotidawo.

    Takasiyana’si

    NaJehovha, tiri vamwe.