“Ngatigare Tichifara”
Dhaunirodha:
1. Hona zuva; rabuda.
Todziya; kamshana.
Mwari anotipa, Zvatinoda tosimbiswa.
Kupfuura izvi; Chipo chikuru; Rudo rwa’anarwo.
(KORASI)
Imbira Mwari uchifara,
Ngatimushumire.
Chii chingafadza pane izvi?
Nyangwe zvikadini
Ngatigare tichifara.
Ngatigare tichifara.
2. Sevanhu, vamwe chete.
Semhuri, tofara.
Akatipa hama
Tine rudo rwakasimba.
Nyangwe muusungwa
Mumwoyo yedu,
Tinofara.
(KORASI)
Imbira Mwari uchifara,
Ngatimushumire.
Chii chingafadza pane izvi?
Nyangwe zvikadini
Ngatigare tichifara.
Ngatigare tichifara.
(BHIRIJI)
Tofara m’paradhiso Nekusingaperi.
Chibayiro chaJesu; Chotinunura
(KORASI)
Imbira Mwari uchifara,
Ngatimushumire.
Chii chingafadza pane izvi?
Nyangwe zvikadini
Ngatigare tichifara.
Ngatigare tichifara.
Ngatigare tichifara.
Ngatigare tichifara.
Ngatigare tichifara.
Ngatigare tichifara.
Tichifara.