Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Shamwari Dzechokwadi

Shamwari Dzechokwadi

Dhaunirodha:

  1. 1. Zvakaoma tisina shamwari, tave patasvika.

    Jehovha ’noziva tinoda shamwari dzinotida.

    ’si dzinobvepi? Todziwanepi shamwari chaidzo?

    Tinodzidzei muShoko rake?

    (KORASI)

    Shamwari

    Yechokwadi

    Inomira newe,

    Zvakanaka, zvakaoma.

    Inokutsiura,

    Nekukurumbidza,

    Kuti usatombotsauke.

    Kwauri Jehovha ave pekutanga.

    Ndokuti shamwari.

  2. 2. Shamwari chaiyo ine rudo. Rinodaro Shoko.

    Kana zvikaoma, usade kurwa. Nyengetera; zvisiye.

    Nyangwe takura, nyangwe tisati, tirambe tiri pamwe,

    Ta’kuda kutopinda muParadhiso.

    (KORASI)

    Shamwari

    Yechokwadi

    Inomira newe,

    Zvakanaka, zvakaoma.

    Inokutsiura,

    Nekukurumbidza,

    Kuti usatombotsauke.

    Kwauri Jehovha ave pekutanga.

    Ndokuti shamwari.

    (BHIRIJI)

    Waunovimba,

    Anoda kuti ushumire Jehovha,

    Asingakusiyi uye anokusimbisa—

    Yaa, nd’oshamwari.

    (KORASI)

    Shamwari

    Yechokwadi

    Inomira newe,

    Zvakanaka, zvakaoma.

    Inokutsiura,

    Nekukurumbidza,

    Kuti usatombotsauke.

    Kwauri Jehovha ave pekutanga.

    (KORASI)

    Shamwari

    Yechokwadi

    Inomira newe,

    Zvakanaka, zvakaoma.

    Inokutsiura,

    Nekukurumbidza,

    Kuti usatombotsauke.

    Kwauri Jehovha ave pekutanga.

    E-ee, ndoshamwari

    Yechokwadi.

    O-oo, yechokwadi.