Vimba naye
Dhaunirodha:
1. Shamwari, wakati,
Zvinhu zvakuremera.
Ziva unodiwa
NaMwari Baba vedu.
(SUMO YEKORASI)
Usambotya
Zvikarema aripo.
(KORASI)
Vimba naJah; usambotya.
Tura mutoro; vimba naye.
Zviri mumwoyo; muudze.
Anokunzwa; anokuda.
Mutoro warema.
Vimba naye. Vimba naye. Vimba naye.
2. Tarisa uone,
Nyika itsva yasvika—
Misodzi yapera,
Mambo Jesu otonga.
(SUMO YEKORASI)
Tsungirira,
Chimirira zvichanaka
Uka
(KORASI)
Vimba naJah; usambotya.
Tura mutoro; vimba naye.
Zviri mumwoyo; muudze.
Anotinzwa; anotida.
Mutoro warema.
Vimba naye. Vimba naye. Vimba naye.
(KORASI)
Vimba naJah; usambotya.
Tura mutoro; vimba naye.
Zviri mumwoyo; muudze.
Anotinzwa; anotida.
Mutoro warema.
Vimba naye. Vimba naye. Vimba naye.
Vimba naye. Vimba naye.