Zvikomborero Zvokudzidza Mumwe Mutauro
Dhaunirodha:
1. Ungave uchifunga,
‘Ndoendawo here?’
Uchinyengetera,
‘Jehovha, ndodiniko?’
Saka ngatimbomira
Kuti tibatsirane.
Kana wayambukira,
Uchafara waedza!
(KORASI)
Iwewe yambukira;
Siyana nezvinetso.
Pauchayambukira,
Uchakomborerwawo, Wo-o.
Yambukira.
Yambukira kuMakedhoniya!
2. Basa rokuparidzira,
Rinoshamisa kwazvo.
Unenge uchionga
Zvinoitwa nevanhu.
Uye uchaswedera
Pedyo naJehovha.
Achava pedyo mazuva ese
Kuti akubatsire.
(KORASI)
Iwewe yambukira;
Siyana nezvinetso.
Pauchayambukira,
Uchawana pfuma.
Pamwe uri kuzvifunga
Kuti, Ndodaro here? Wo-o.
(KORASI)
Iwewe yambukira.
Uchakomborerwawo, wo-o.
Yambukira.
Yambukira.
Iwewe yambukira kuMakedhoniya!