RWIYO 103
Vafudzi—Zvipo Zviri Varume
-
1. Jehovha anotibatsira
Nevafudzi vake.
Ivo vanotungamirira
Nemuenzaniso.
(KORASI)
Mwari anotipa vafudzi
Vatinovimba navo.
Vane hanya neboka rake;
Vadei zvakanyanya.
-
2. Vafudzi vanotida kwazvo;
Vanyoro zvikuru.
Vanozorodza pamarwadzo,
Neshoko remutsa.
(KORASI)
Mwari anotipa vafudzi
Vatinovimba navo.
Vane hanya neboka rake;
Vadei zvakanyanya.
-
3. Vanotipa zano rekuti
Tisambotsauke.
Votibatsira kushumira
Mwari nguva dzese.
(KORASI)
Mwari anotipa vafudzi
Vatinovimba navo.
Vane hanya neboka rake;
Vadei zvakanyanya.
(Onawo Isa. 32:1, 2; Jer. 3:15; Joh. 21:15-17; Mab. 20:28.)