Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

RWIYO 114

Ivai Nemwoyo Murefu

Ivai Nemwoyo Murefu

(Jakobho 5:8)

  1. 1. Zita rake Jehovha,

    Anorishingairira.

    Oda kurichenesa

    Pakutukwa kwaro kwese.

    Kwezvizvarwa zvizhinji,

    Akatsungirirawo;

    Mwoyo murefu wake,

    Hauna kupera.

    Anoda kuponesa

    Vanhu vemarudzi ese.

    Mwoyo murefu wake

    Uchava nezvibereko.

  2. 2. Kugona kumirira

    Kwoita tisatsauka.

    Kunotidzikamisa,

    Kuti tisaite hasha.

    Kunoita tione

    Zvakanaka muvamwe.

    Kunotidzikamisa

    Patinonetseka.

    Ti’ne mwoyo murefu

    Nezvimwewo zvakanaka

    Hazvizotiomeri

    Kutevedzera Jehovha.