Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

RWIYO 9

Jehovha Ndiye Mambo Wedu!

Jehovha Ndiye Mambo Wedu!

(Pisarema 97:1)

  1. 1. Farai, rumbidzai Mwari.

    Matenga ozivisa kururama.

    Tiimbire Mwari tichimurumbidza.

    Tiudze vanhu basa rake.

    (KORASI)

    Matenga farai, Nyika ngaifare,

    Jehovha zvino ava Mambo!

    Matenga farai, Nyika ngaifare,

    Jehovha zvino ava Mambo!

  2. 2. Zivisai kukudzwa kwake;

    Nekuti ndiMwari anoponesa.

    Jehovha ndiMambo; vese vam’rumbidze.

    Togwadama pamberi pake.

    (KORASI)

    Matenga farai, Nyika ngaifare,

    Jehovha zvino ava Mambo!

    Matenga farai, Nyika ngaifare,

    Jehovha zvino ava Mambo!

  3. 3. Iye zvino ava kutonga.

    Akagadza Mwanakomana wake.

    Vanamwari ngavanyadziswe, vabviswe.

    Mwari ega ngaarumbidzwe.

    (KORASI)

    Matenga farai, Nyika ngaifare,

    Jehovha zvino ava Mambo!

    Matenga farai, Nyika ngaifare,

    Jehovha zvino ava Mambo!